Song picture
Ndiwe Mwari Wangu (You Are My God)
POA
Comment Share
Single   $1
Album   $10
Free download
A song about the evil ways in this life, and the contradictions we are constantly faced with. Only God can deliver us from these evils. Written, produced and performed by Pinnacle. Taken of his upcoming solo album 'Road To Recovery'
hiphop pinnacle poa property of africa just lyphe chiwoniso abra crew munsana maraire dumisani maraire
Artist picture
An Urban Movement!
"This album is about pushing the envelope for African, and in particular, Zimbabwean artists. It's surprisingly less about drinking and partying, and more about just being real, and in many cases, calling a spade a spade (that title wouldn't be as catchy though, huh? lol). "We respect & enjoy all the types of music that have come out of Zimbabwe. The Urban Grooves era was great, but let's face it, enough is enough. We've all had enough of the same s*** in a different toilet. I know this album will push our creativity beyond our wildest dreams as a people, while demonstrating a concept which is quite foreign to us: Freedom Of Speech. "Criticize us now, but you'll thank us later! "God Bless." - Just Lyphe (Artist & Co-Executive Producer).
Song Info
Genre
World Reggae
Charts
#9,050 today Peak #163
#1,943 in subgenre Peak #27
Author
Pinnacle
Rights
P.O.A. Records
Uploaded
February 20, 2006
Track Files
MP3
MP3 3.0 MB 128 kbps 3:13
Lyrics
INTRODUCTION: Holy Emanuel King Selasi, Jah, Rastafari, He is the protector of Iyanai. VERSE 1: Inguva yekumhanya, vanhu vaye vasoshata, hameno chakavabata, vanotadza kakawanda, Vakanganwa kwavakabva, votsvaga kuzvifadza, ndopika naBaba Oh,Vese vachaparadzwa. Avo vanokara, avo vanodada, vanodya vachirasa, vanonwa vachiraradza, Asi kune vane nzara, vasina chekubata, vanorwara vakawanda vasina anorapa. Ini ndati... CHORUS: Ndiwe Mwari wangu, Ndiwe, x4 Ndiwe Mwari x2 VERSE 2: Baba vakanaka, raparidzwa, ndanzwa pasi, ini ndapfugama, monzwa ndichinamata, Mukuudzwe Baba, nhasi sepakutanga, apo pandinofamba, mundizarurire gwara, Vakaudzwa vakaramba vakaomarara, vese vakafanana, vaifunga vakangwara, Vaifunga vakawanda, vaifunga vakahwanda, naMai naBaba, oh, hapana achasara! Ini ndati... REPEAT CHORUS VERSE 3: Ndiwe Jesu wangu, Ndiwe wakandifira, pamuchinjikwa, Ropa Rako, rakachururuka, misodzi ikayerera uchidikitira, Kuti ini, humambo hwako, humambo hwekudenga, ndigopinda, Ndosaka ini, ndichiKutenda, Ndokunyengetera, ndozvi***** Inguva yekumhanya, vanhu vaye vasoshata, hameno chakavabata, vanotadza kakawanda, Vakanganwa kwavakabva, votsvaga kuzvifadza, ndopika naBaba Oh,Vese vachaparadzwa. Avo vanokara, avo vanodada, vanodya vachirasa, vanonwa vachiraradza, Asi kune vane nzara, vasina chekubata, vanorwara vakawanda vasina anorapa. Ini ndati... REPEAT CHORUS: VERSE 4 Baba vakanaka, raparidzwa, ndanzwa pasi, ini ndapfugama, monzwa ndichinamata, Mukuudzwe Baba, nhasi sepakutanga, apo pandinofamba, mundizarurire gwara, Vakaudzwa vakaramba vakaomarara, vese vakafanana, vaifunga vakangwara, Vaifunga vakawanda, vaifunga vakahwanda, naMai naBaba, oh, hapana achasara! Ini ndati... REPEAT CHORUS TILL END.
Comments
Please sign up or log in to post a comment.